2024-11-01 08:11
Well done Botswana.VaMasisi vanonzi vanzwa hana yavo kurova zvakanyanya pava bubunywa musarudzo.Masisi Kubvuma kufurirwa nebhinya Mnangagwa ne FAZ.ED tiri kumupa saizi yake yakafanirawo,hapana chisingapere kutoda kuisa SADC muhomwe make to cause Regional instability.Mumwe pidigori waenda💃🏾